RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 6
  • Ratidzai Rudo Rusingachinji

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ratidzai Rudo Rusingachinji
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Rambai Muchiratidzana Rudo Rusingachinji
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • “Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo”
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • “Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Rute naNaomi
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ratidzai Rudo Rusingachinji

[Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raRute.]

Naomi akaudza Opa naRute kuti vadzokere kuMoabhi (Rut 1:8-13; w16.02 14 ¶5)

Rute akaramba kusiya Naomi naJehovha (Rut 1:16, 17; w16.02 14 ¶6)

Mifananidzo: 1. Amai nemwanasikana wavo vanotaura pavhidhiyo nemumwe murume nemudzimai wake. 2. Murume nemudzimai ava vaunzira amai nemwanasikana wavo zvekudya zvakabikwa uye zviri mubhasiketi.

Rudo rusingachinji runobva pakuzvipira, kuperera, kuvimbika, uye kuda munhu zvakadzama. Jehovha anoratidza rudo rwake rusingachinji kuvashumiri vake vakatendeka. (Pis 63:3) Isuwo tinofanira kuratidza vamwe rudo rusingachinji.—Zvi 21:21.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe