RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 9
  • Batsira Vadzidzi veBhaibheri Kupinda Misangano

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsira Vadzidzi veBhaibheri Kupinda Misangano
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Ungabatsirwa Sei Nemisangano yeZvapupu zvaJehovha?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kuti Vave Neushamwari Hwepedyo naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Batsira Vadzidzi veBhaibheri Kusiyana Neshamwari Dzakaipa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kukurira Tsika Dzisina Kuchena
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 9

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI | WEDZERA MUFARO WAKO MUUSHUMIRI

Batsira Vadzidzi veBhaibheri Kupinda Misangano

Misangano yeungano inokosha chaizvo pakunamata kwakachena. (Pis 22:22) Vaya vanoungana pamwe chete kuti vanamate Jehovha vanowana mufaro uye makomborero. (Pis 65:4) Vadzidzi veBhaibheri vanowanzofambira mberi kana vakagara vachipinda misangano.

Ungabatsira sei vadzidzi vako veBhaibheri kuti vapinde misangano? Ramba uchivakoka kuti vapinde misangano. Varatidze vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? Tsanangura kubatsira kunoita misangano. (lff chidzidzo 10) Unogona kuvaudza pfungwa yawakadzidza pamusangano kana kuvaudza zvichadzidzwa pamusangano unotevera. Ipa vadzidzi vako zvichashandiswa pamusangano wacho. Vabatsirewo nezvimwe zvinhu. Zvimwe vanoda kubatsirwa kuenda kumisangano. Mudzidzi wako paachapinda musangano kekutanga uchaona kuti wakashandira zviripo.—1VaK 14:24, 25.

ONA VHIDHIYO INONZI BATSIRA VADZIDZI VAKO VEBHAIBHERI KUPINDA MISANGANO, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kupinda Misangano.” Neeta anokoka Jade kumusangano weungano.

    Neeta akashandisa mukana upi kuti akoke Jade kumusangano weungano?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kupinda Misangano.” Neeta anonyemwerera akagara padivi naJade pamusangano weungano.

    Nei tichifara mudzidzi weBhaibheri paanopinda misangano?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kupinda Misangano.” Hanzvadzi dziri kukwazisa Jade pashure pemusangano weungano.

    “Chokwadi Mwari ari pakati penyu”

    Jade akanzwa sei paakapinda musangano kekutanga?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe