RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 10
  • February 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 10

February 7-13

1 SAMUERI 1-2

  • Rwiyo 44 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Nyengetera Kuna Jehovha Uchimuudza Zvese Zviri Mumwoyo Mako”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 2:10—Nei Hana akanyengetera kuti Jehovha ape “mambo wake simba” iko kwakanga kusina munhu aiva mambo muIsraeri? (w05 3/15 21 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 1:1-18 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!, uye kurukurai muchidimbu pakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa Nezvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 20)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 03 pfungwa 5 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 133

  • “Vechidiki—Udzai Vabereki Venyu Zvese Zviri Mumwoyo Menyu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kuyaruka Kwangu—Ndingataura Sei Nevabereki Vangu?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 20 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 113 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe