RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 2
  • Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Aikoshesa Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Kushanya Kwakava Nemubayiro Mukuru
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Munyengetero waSoromoni Waibva Pasi Pemwoyo Uye Wairatidza Kuzvininipisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Kukosha Kunoita Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri

Jehovha akapa Soromoni uchenjeri hunoshamisa (1Mad 10:1-3; w99 7/1 30 ¶6)

Mambokadzi weShebha akashamiswa neuchenjeri hwakapiwa Soromoni naJehovha (1Mad 10:4, 5; w99 11/1 20 ¶6)

Mambokadzi weShebha akarumbidza Jehovha nekugadza kwaakaita Soromoni kuti ave mambo (1Mad 10:6-9; w99 7/1 30-31)

Hanzvadzi iri kuparidzira mumwe mukadzi muresitorendi.

Tinogona kuratidza kuti tinokoshesa uchenjeri hwaMwari sezvakaitwa naMambokadzi weShebha. Tingazviita sei? Imwe nzira ndeyekushandisa zvakadzidziswa naJesu muupenyu hwedu uye kuedza kutevedzera zvaaiita. (Mt 12:42; 1Pe 2:21) Imwe nzira ndeyekuudzawo vamwe mashoko aMwari euchenjeri ari muBhaibheri patinenge tichiparidza.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe