RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 10
  • Aikoshesa Uchenjeri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Aikoshesa Uchenjeri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Kushanya Kwakava Nemubayiro Mukuru
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Apo Rupo Runowanda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Mirayiro yaJehovha Yakarurama Uye Inoratidza Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 10
Mambokadzi weShebha anopa Mambo Soromoni zvipo. Soromoni anosimuka kuti amugamuchire. Vaimbi nevarindi vari nechepazasi pachigaro cheumambo chaSoromoni.

Mufananidzo uri pakavha: Mambokadzi weShebha paakashanya mumuzinda waMambo Soromoni

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Aikoshesa Uchenjeri

Mambokadzi weShebha akafamba rwendo rurefu uye rwakaoma kuti aone Soromoni (2Mak 9:1, 2; w99 11/1 20 ¶4; w99 7/1 30 ¶4-5)

Uchenjeri nepfuma zvaSoromoni zvakaita kuti asare asisina kana neremuromo (2Mak 9:3, 4; w99 7/1 30-31; ona mufananidzo uri pakavha)

Zvaakaona zvakamuita kuti arumbidze Jehovha (2Mak 9:7, 8; it-2-E 990-991)

Mambokadzi weShebha ari parwendo rwekuenda kunoona Mambo Soromoni. Ane ngamera dzakawanda dzakatakura zvinhu.

Mambokadzi weShebha aikoshesa zvikuru uchenjeri zvekuti akazvipira kurasikirwa nezvinhu zvakawanda kuti ave nahwo.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinozvipira kutsvaga uchenjeri sezvandaizoita pfuma yakavanzwa here?’—Zvi 2:1-6.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe