RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 8
  • Tinokomborerwa Chaizvo Kana Tikaita Zvinhu Nemwoyo Wese

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinokomborerwa Chaizvo Kana Tikaita Zvinhu Nemwoyo Wese
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Jehoashi Akasiya Jehovha Nokuti Aishamwaridzana Nevanhu Vakaipa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Zvii Zvinoitwa Nevanotipikisa Vachida Kutipedza Simba?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mukadzi Akaipa Uye Aida Chinzvimbo Akarangwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Vari Kwatiri Vazhinji Kupfuura Vari Kwavari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 8
Erisha akagara pamubhedha achirwara uye ari kuudza naMambo Jehoashi zvekuita. Jehoashi akabata miseve 4.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tinokomborerwa Chaizvo Kana Tikaita Zvinhu Nemwoyo Wese

Erisha akaudza Mambo Jehoashi kuti aite chimwe chinhu chaifananidzira kukunda kwaaizoita Siriya (2Mad 13:15-18)

Nemhaka yekuti Jehoashi haana kuita zvaakaudzwa nemwoyo wese, akanga asiri kuzonyatsokunda sezvaaifanira kuita (2Mad 13:19; w10 4/15 26 ¶11)

Jehovha anokomborera chaizvo vashumiri vake vanomutsvaga nemwoyo wese (VaH 11:6; w13 11/1 11 ¶5-6)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinoratidza sei kuti ndinoda Jehovha nemwoyo wangu wese pandinenge ndichiita zvinhu zvekunamata zvakadai sekuverenga Bhaibheri, kupinda misangano uye kuparidza?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe