PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvii Zvinoitwa Nevanotipikisa Vachida Kutipedza Simba?
Vanhu vanotipikisa vanoedza kutiodza mwoyo nekutaura mashoko enhema nezvehama dzinenge dzichitungamirira ungano kana kuti sangano (2Mad 18:19-21; w05 8/1 11 ¶5)
Vanoedza kutitsausa nekutaura nhema nezvaJehovha kana kuti sangano rake (2Mad 18:22, 25; w10 7/15 13 ¶3)
Vanotivimbisa zvinhu zvenhema vachida kuti tisaramba takavimbika kuna Jehovha (2Mad 18:31, 32; w13 11/15 19 ¶14; yb74-E 177 ¶1)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandingaita iye zvino kuti ndizokwanisa kutsungirira uye kuramba ndakavimbika kana ndikazotambudzwa?’