PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Munyengetero Wakaita Kuti Jehovha Achinje Pfungwa
Jehovha akaudza Hezekiya kuti akanga asiri kuzopora (2Mad 20:1; ip-1 394 ¶23)
Hezekiya akateterera achikumbira Jehovha kuti ayeuke kutendeka kwake (2Mad 20:2, 3; w17.03 21 ¶16)
Minyengetero yaHezekiya yakaita kuti Jehovha amubatsire (2Mad 20:4-6; g01 8/8 23 ¶4)
Minyengetero yedu inogona kuita kuti Jehovha aite zvinhu zvaanga asiri kuzoita. Nyaya iyi inokudzidzisei nezvekukosha kwekuramba uchinyengetera?