RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 4
  • Mazano Akapiwa Mwanakomana Nababa Vake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mazano Akapiwa Mwanakomana Nababa Vake
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Simbisa Chido Chako Chekuita Kuda kwaMwari
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Kutevedzera Mirayiridzo Kunoita Kuti Ubudirire
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 4
Mapikicha: 1. Mambo Dhavhidhi, uyo akanga akwegura, anokurukura naSoromoni nezveurongwa hwekuvaka temberi. 2. Mambo Soromoni achitungamirira basa rekuvaka temberi.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mazano Akapiwa Mwanakomana Nababa Vake

Iva neushamwari hwepedyo naJehovha (1Mak 28:9; w05 2/15 19 ¶9)

Shumira Jehovha nemwoyo wakaperera (1Mak 28:9; w12 4/15 16 ¶13)

Vimba naJehovha uye usambotya (1Mak 28:20; w17.09 32 ¶20-21)

Paakanga asati atanga basa rinokosha rekuvaka temberi, Soromoni, uyo akanga achiri mudiki uye asina ruzivo, akapiwa mazano aya nababa vake Mambo Dhavhidhi, avo vakanga vakwegura. Nei mazano aya achishandawo kwatiri tese, kunyanya kuvaKristu vechidiki?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe