RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 14
  • Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Edza Kuva Nemwero saEsteri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mazano Akapiwa Mwanakomana Nababa Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • “Simudza Mwanakomana Wako”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 14
Mambo Dhavhidhi achiratidza Soromoni vanhu vari kugadzira zvinhu zvichashandiswa pakuvaka temberi.

Dhavhidhi akapa Soromoni zvekushandisa pakuvaka temberi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Batsirai Vechidiki Kuti Vabudirire

Dhavhidhi aiziva kuti Soromoni aigona kutungamirira basa rekuvaka temberi achibatsirwa naJehovha (1Mak 22:5; w17.01 29 ¶8)

Dhavhidhi akakurudzira Soromoni kuti avimbe naJehovha uye aite zvinenge zvichidiwa (1Mak 22:11-13)

Dhavhidhi akaita zvese zvaaigona kuti abatsire Soromoni (1Mak 22:14-16; w17.01 29 ¶7; ona mufananidzo uri pakavha)

Mapikicha: 1. Mukuru ari kudzidzisa hama yechidiki kuona nezvendima yeungano. Mukuru ari kumuratidza mepu yendima yeungano uyewo kadhi rendima. 2. Hama iya yechidiki iri kutsanangurira imwe hama mashandiro anoita mepu yendima.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandingaita kuti ndibatsire vechidiki vari muungano medu kuti vabudirire pakushumira Jehovha?’—w18.03 11-12 ¶14-15.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe