PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Simbisa Chido Chako Chekuita Kuda kwaMwari
Sauro akarambwa naJehovha nemhaka yekuti haana kuteerera (1Mak 10:13, 14)
Jehovha akasarudza Dhavhidhi kuti ave mambo panzvimbo paSauro (1Mak 11:3)
Dhavhidhi akanga akasiyana naSauro pakuti aiteerera Jehovha (1Mak 11:15-19; w12 11/15 6 ¶12-13)
Dhavhidhi aida kuita kuda kwaMwari. (Pis 40:8) Tinogona kuvawo nechido chekuita zvakanaka kana tikadzidza kuona zvinhu semaonerwo azvinoitwa naJehovha.—Pis 25:4; w18.06 17 ¶5-6.