RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 12
  • Uri Kushandisa Zvaunenge Wadzidza muShoko raMwari Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uri Kushandisa Zvaunenge Wadzidza muShoko raMwari Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anokomborera Munhu Anoratidza Ushingi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Josiya Aiva Neshamwari Dzakanaka
    Dzidzisai Vana Venyu
  • “Tendai Muna Jehovha Mwari Wenyu”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Josiya Aida Mutemo waMwari
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 12
Mambo Josiya akarwadziwa zvekuti akabvarura nguo dzake.

Josiya paakanzwa bhuku reMutemo waJehovha richiverengwa akabva abvarura nguo dzake

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Uri Kushandisa Zvaunenge Wadzidza muShoko raMwari Here?

Josiya akanyatsoteerera Shoko raMwari (2Mak 34:18, 19; ona mufananidzo uri pakavha)

Akashanda nesimba kuti anzwisise zvairehwa nemashoko acho (2Mak 34:21; it-1-E 1157 ¶4)

Akaita zvaakanga adzidza (2Mak 34:33; w09 6/15 10 ¶20)

Hama iri kurasa mavhidhiyo gemhu anoratidza zvemhirizhonga pashure pekunge yapedza kuverenga Bhaibheri.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinokurumidza kushandisa zvandinenge ndadzidza muShoko raMwari Bhaibheri here?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe