RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 14
  • Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kushumira Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 14

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo

Cherechedza zvinhu zvakasikwa (Job 12:7-9; w09 4/15 6 ¶17)

Shamwaridzana nevaKristu vakatendeka (Job 12:12; w21.06 10-11 ¶10-12)

Dzidza mitemo yaMwari uye ishandise muupenyu hwako (Job 12:16; it-2-E 1190 ¶2)

Mhuri iri kutandara neimwe mhuri yechikuru vari panze. Vakatarisa shiri iri mumuti.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandakadzidza kubva pakushamwaridzana nevaKristu vakatendeka?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe