PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Tevedzera Mashandisiro Anoita Jehovha Simba Rake
Hapana ane simba rinoenzana neraJehovha (1Mad 22:19; it-2-E 21)
Jehovha anokoshesa vaya vari pasi pake (1Mad 22:20-22; w21.02 4 ¶9)
Jehovha akakomborera basa rakaitwa neimwe ngirozi (1Mad 22:23; it-2-E 245)
Vakuru uye misoro yemhuri ndivo vanofanira kunyanya kutevedzera mashandisiro anoita Jehovha simba rake. (VaE 6:4; 1Pe 3:7; 5:2, 3) Pavanoita izvozvo, vanhu vese vari pasi pavo vachafara.