RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 2
  • “Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Rudo rwaMwari Rusingachinji Runotidzivirira Panhema dzaSatani
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Jehovha Anoshandisa Vakadzi Vaviri Kuti Anunure Vanhu Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Aikoshesa Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • “Tarisira Kuna Jehovha”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”

Vanhu havakwanisi kunzvenga rufu kana kumutsa vakafa (Job 14:​1, 2, 4, 10; w99 10/15 3 ¶1-3)

Vakafa vanogona kuraramazve (Job 14:​7-9; w15 4/15 32 ¶1-2)

Jehovha anokwanisa uye anoda kumutsa vashumiri vake (Job 14:​14, 15; w11 3/1 22 ¶5)

Mapikicha: 1. Chigutsa chiri kutungira. 2. Amai vari kumbundira mwanasikana wavo amutswa muParadhiso.

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Chii chinoita kuti Jehovha ade kumutsa vashumiri vake vakatendeka? Izvi zvinoita kuti unzwe sei nezvaJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe