PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Munhu Ane Zvaanobatsira Here Kuna Mwari?”
Erifazi akati Mwari anotiona sevanhu vasingabatsiri (Job 22:1, 2; w05 9/15 27 ¶1-3)
Erifazi akati Mwari haana basa nekururama kwedu (Job 22:3; w95 2/15 27 ¶6)
Tinogona kuita kuti Mwari awane chekupindura uyo anomushora, Satani (Zvi 27:11; w03 4/15 14-15 ¶10-12)
ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Kuziva kuti unogona kubatsirawo Mwari Wemasimbaose kunoita kuti unzwe sei?