RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp21 nha. 2 p. 3
  • Tinoda Nyika Yakanaka!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinoda Nyika Yakanaka!
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Bhaibheri Rinoti Kudii Nezvezvirwere?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Zvii Zvawaizogadzirisa?
    Mukai!—2012
  • Chii Chiri Kuitika Kumamiriro Okunze?
    Mukai!—2003
  • Kurwisana Kuchapera Riini? Bhaibheri Rinoti Kudii?
    Dzimwe Nyaya
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2021
wp21 nha. 2 p. 3
Murume ari kuedza kuti asaona nhau dzezvinhu zvakaipa zvakasiyana-siyana zviri kuitika munyika zvinosanganisira hondo, urwere, urombo, kusagadzikana kwezvinhu nezvimwewo.

Tinoda Nyika Yakanaka!

Mukuru mukuru weSangano Renyika Dzepasi Rese, António Guterres, akati: “Tiri kurarama munyika yakazara nematambudziko.” Haufungiwo kudaro here?

Munhau tinogara tichinzwa nezvezvinhu zvinorwadza zvinosanganisira:

  • Zvirwere nematenda

  • Njodzi dzinongoitika dzega

  • Urombo nenzara

  • Kusvibiswa kwenharaunda uye kusvibiswa kuri kuitwa mhepo, izvo zviri kukonzera kuti kunze kuwedzere kupisa

  • Kuparwa kwemhosva, kurwisana, uye uori

  • Hondo

Izvi zvinoratidza kuti tinoda nyika yakanaka, nyika yekuti vanhu vanenge:

  • Vaine utano hwakanaka

  • Vakagara zvakanaka vasina chekutya

  • Vaine zvekudya zvakawanda

  • Vachigara munharaunda yakanaka uye yakachena

  • Vachibatwa zvakanaka uye nyaya dzavo dzichitongwa zvakarurama

  • Vari murunyararo pasina kurwisana

Asi tiri kumborevei patiri kuti nyika yakanaka?

Chii chichaitika kunyika yatiri kurarama mairi?

Tingaitei kuti tizorarama munyika yakanaka?

Magazini ino yeNharireyomurindi, ichatipa mhinduro dzinonyaradza dzinobva muBhaibheri dzemibvunzo iyi nemimwewo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe