RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w23 April p. 32
  • Zvaungaita Pakudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvaungaita Pakudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Uri kubatsirwa here netsanangudzo dzemavhesi eBhaibheri dzinowanikwa muBhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza?
  • Uri Kushandisa JW Library Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Bhuku Idzva Rinobatsira Pakutsvakurudza
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Zvaungaita Pakudzidza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Shandisa Maturusi Edu Ekutsvakurudza
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
w23 April p. 32

Zvaungaita Pakudzidza

Uri kubatsirwa here netsanangudzo dzemavhesi eBhaibheri dzinowanikwa muBhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza?

Tsanangudzo idzi dzinokubatsira kuti udzidze zvakawanda muShoko raMwari. Dzinogona kusanganisira mashoko ekuti zvinhu zvainge zvakamira sei pakaitika zvinotaurwa muvhesi yeBhaibheri, chikonzero chakaita kuti inyorwe, munhu aishandisirwa mashoko acho, kana kuti zvinorehwa nemamwe mashoko ari muvhesi yacho.

PaWatchtower ONLINE LIBRARY™ uye paJW Library unokwanisa kuwana mashoko emuBhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza nekubaya pavhesi yeBhaibheri. Unogona kuwana mashoko aya pachikamu chine mashoko ekudzidza muBhaibheri chero ripi zvaro riripo.

Paunenge uchishandisa mashoko aya tarisa misi yacho. Nyaya dzinenge dzichangobva kubuda dzinenge dziri pamusoro. Nechepasi pane nyaya dzekare dzingangodaro dziine manzwisisiro akagadziridzwa.

  • PaWatchtower ONLINE LIBRARY panowanikawo mashoko emuBhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza ayo anotsanangura mavhesi emuBhaibheri.

  • Kuti ukwanise kuona mashoko anotsanangura vhesi paJW Library, dhaunirodha Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza woita uchiwedzera zvitsva kana zvavapo. Unogona kuita izvi nekubaya pakanzi download nechepamusoro pechikamu chine mashoko ekudzidza.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe