RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w23 May p. 32
  • Zvaungaita Pakutsvakurudza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvaungaita Pakutsvakurudza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mabhuku Ekushandisa Pakutsvakurudza Ari paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
  • Bhuku Idzva Rinobatsira Pakutsvakurudza
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Nzvimbo Yedu Yepamutemo Inobudisirwa Mashoko paIndaneti—Ishandise Pakudzidza Uri Oga Uye Pakudzidza Semhuri
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Zvaungaita Pakudzidza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Zvakadini Noushamwari HwepaIndaneti?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
w23 May p. 32

Zvaungaita Pakutsvakurudza

Mabhuku Ekushandisa Pakutsvakurudza Ari paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower

Mabhuku ekushandisa pakutsvakurudza anogona kukubatsira kudzidza nezvenyaya dzakawanda dzakasiyana-siyana. Mabhuku aya anosanganisira Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza, uye mune mimwe mitauro mune Glossary, Insight on the Scriptures, neWatch Tower Publications Index.

Kabhokisi kakanzi Nyora Musoro kari paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower kanogona kukubatsira kuti uwane mabhuku ekushandisa pakutsvakurudza. Paunonyora mukabhokisi kacho, pachabuda mashoko ezvaungadaro uri kutsvaga. Shoko rekuti “Musoro” richabva rabuda riri padivi pemashoko anenge ari mumabhuku ekushandisa pakutsvakurudza.

Chimbozviedza: Tanga nekunyora kuti “Jehovha” mubhokisi rakanzi “Nyora Musoro” (A). Sarudza shoko rakanzi “Jehovha” rinenge rakanyorwa nechepadivi paro kuti “Musoro” (B). Uchabva waona panowanikwa shoko iroro mumabhuku akasiyana-siyana.

Kabhokisi kekushandisa pakutsvakurudza kari paRAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower. Pakanzi A panoratidza shoko rinenge ranyorwa pakabhokisi kacho. Pakanzi B panoratidza shoko rakanzi “Musoro” rinobuda padivi peshoko raunenge uchida kutsvakurudza.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe