RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w24 July p. 32
  • Kunyatsodzidza Kuchakubatsira Kuti Urambe Wakamuka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kunyatsodzidza Kuchakubatsira Kuti Urambe Wakamuka
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anopikira Dhanieri Mubayiro Wakanaka Kwazvo
    Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!
  • Dzidza Pamuenzaniso waDhanieri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Bhuku raDhanieri Newe
    Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!
  • Akasimbiswa noMutumwa Akabva Kuna Mwari
    Fungisisa Uprofita hwaDhanieri!
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
w24 July p. 32

ZVAUNOGONA KUDZIDZA

Kunyatsodzidza Kuchakubatsira Kuti Urambe Wakamuka

Verenga Dhanieri 9:​1-19 kuti uone kukosha kwekunyatsodzidza.

Ongorora zvaiitika. Ndezvipi zvainge zvichangobva kuitika, uye zvakaita kuti Dhanieri anzwe sei? (Dhan. 5:​29–6:5) Ungadai wakanzwa sei kudai uri iwe Dhanieri?

Tsvakurudza. ‘Mabhuku api matsvene’ angangodaro akaverengwa naDhanieri? (Dhan. 9:​2, mashoko emuzasi; w11 1/1 22 ¶2) Nei Dhanieri akareurura zvivi zvake uye zverudzi rwese rwaIsraeri? (Revh. 26:​39-42;1 Madz. 8:​46-50; dp 182-184) Munyengetero waDhanieri unoratidza sei kuti ainyatsodzidza Shoko raMwari?—Dhan. 9:​11-13.

Tsvaga zvidzidzo zvacho. Zvibvunze kuti:

  • ‘Ndingaitei kuti ndisatsauswe nezviri kuitika munyika?’ (Mika 7:7)

  • ‘Ndinobatsirwa sei nekunyatsodzidza Shoko raMwari sezvaiita Dhanieri?’ (w04 8/1 12 ¶17)

  • ‘Inyaya dzipi dzandinogona kudzidza ndiri ndega dzichandibatsira kuti ‘ndirambe ndakarinda’?’ (Mat. 24:​42, 44; w12 8/15 5 ¶7-8)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe