RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwfq nyaya 33
  • Zvapupu zvaJehovha Zvakabuda Muchechi yeRoma Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvapupu zvaJehovha Zvakabuda Muchechi yeRoma Here?
  • Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Zvapupu zvaJehovha Chitendero Chakabva Muchechi yeRoma Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Chikamu 17:1530 Kuchipfuurira—ChiPurotesitendi—Ichinjo Here?
    Mukai!—1991
  • Kuchemera Kuti Zvinhu Zvichinjwe
    Mukai!—2004
  • Chechi yeLatin America yava Munhamo Neiko Mamirioni Ari Kubuda?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
ijwfq nyaya 33
Mumwe weZvapupu zvaJehovha achiudza muvakidzani wake zvaanotenda zviri muBhaibheri

Zvapupu zvaJehovha Zvakabuda Muchechi yeRoma Here?

Aiwa. Kunyange zvazvo tiri vaKristu, hatina kubuda muchechi yeRoma. Nei tichidaro?

Chechi dzakabuda muRoma dzinopikisana nedzidziso dzeRoma. Kunyange zvazvo chiri chokwadi kuti Zvapupu zvaJehovha hazviwirirani nedzidziso dzechechi yeRoma, isu hatina kubuda muchechi yeRoma nemhaka yezvikonzero zvinotevera:

  1. Dzidziso dzakawanda dzemachechi akabuda muRoma dzinopesana nezvinonyatsodzidziswa neBhaibheri. Somuenzaniso, Bhaibheri rinodzidzisa kuti “kuna Mwari mumwe chete,” kwete vanaMwari vatatu vari mumunhu mumwe chete. (1 Timoti 2:5; Johani 14:28) Uye rinodzidzisa zvakajeka kuti Mwari anoranga vakaipa nokuvaparadza zvachose, kwete nokuvapisa mumoto.—Pisarema 37:9; 2 VaTesaronika 1:9.

  2. Hatishori chechi yeRoma kana zvimwe zvitendero. Asi kuti tinoparidza mashoko akanaka oUmambo hwaMwari, nechinangwa chokubatsira vamwe kuti vave nokutenda mumashoko akanaka atinoparidza. (Mateu 24:14; 28:19, 20) Chido chedu ndechokudzidzisa vanhu vanoda chokwadi nezvaMwari uye Shoko rake, Bhaibheri, kwete kushora dzidziso dzezvimwe zvitendero.—VaKorose 1:9, 10; 2 Timoti 2:24, 25.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe