RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 83
  • Tinofanira Kuzvidzora

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinofanira Kuzvidzora
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanira Kuzvidzora
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kurwisa Kubata Kwechivi Panyama Yakawa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Funga Zvomudzimu Urarame!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Kusakurira Chibereko Chokuzvidzora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 83

Rwiyo 83

Tinofanira Kuzvidzora

Rakaprindwa

(VaRoma 7:14-25)

1. Toda Mwari mupfungwa nemwoyo;

Sezvo tichitadza, ngatizvidzore.

Zvido zvenyama zvakaipa,

Zvomudzimu zvine upenyu.

2. Miedzo yaSatani mizhinji;

Chivi chatinacho chinotsausa.

Chokwadi chinokunda chivi.

Jehovha asipo tokundwa.

3. Zviito zvinokudza Jehovha,

Saka ngatirege kuva nemhosva.

Ngative neichi chinangwa,

Tichizvidzora nguva dzose.

(Onawo 1 VaK. 9:25; VaG. 5:23; 2 Pet. 1:6.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe