RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 22
  • Kuteerera Shoko raJudhasi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuteerera Shoko raJudhasi
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Murwire Kwazvo Kutenda”!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 65—Judhasi
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • Tinofanira Kurwa Kuti Tirambe Tiri Muchokwadi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Ngwarirai Vawi Pakutenda!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 22

Rwiyo 22

Kuteerera Shoko raJudhasi

(Judhasi 21)

1. Tinonzwa tanyandurwa,

Neshoko raJudha.

Rakanyorerwa isu

Kuti tisambowa.

Kubva mumazano aro

Tinowana ushingi.

Tinochengetwa takamuka (mukutenda).

2. Nyevero dzakajeka

Dzoonesa chivi.

Satani mutsausi

Bva tinomuziva.

Angada kutitsausa;

Nokutinyengedzera,

Anoda kwazvo kutikunda (isutose)!

3. Nemiedzo, vatadzi

Vanotinyengera.

Tirambire kuna Ja,

Tisingatsauki.

Judha wotishongedzera,

Kuramba takamuka!

Ndizvo tinodzivisa kuwa (pakutenda).

4. Hungu, ngatirwirei

Kutendanesimba.

Rudo uye rugare,

Zviwande kwatiri.

Kuna Jehovha M’ponesi,

Nokuna JesuKristu,

Ngatimurumbidze muhumwe (iyeMwari).

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe