RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 141
  • Rudzi Rutsvene rwaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudzi Rutsvene rwaJehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kufara Norudzi rwaMwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Teerera Mashoko oUmambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Chikonzero Chokufara kweZioni
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 141

Rwiyo 141

Rudzi Rutsvene rwaJehovha

(Isaya 66:8)

1. Rudzi rutsva rwakazvarirwa

Jehovha m’zuva redu rino.

Herwo rwomira murutsvindo,

Munamato yakachena.

(Korasi)

2. Rudzi rutsva runomufaro

Rwozivisa zita raMwari.

Sechiratidzo kunavose

Vanozivisa Umambo.

(Korasi)

3. Rwofara rudzi rwakatsa’rwa

Nokuva na“mamwe makwai.”

Vose vanobatira pamwe

Vachifadza Mwari zvino.

(KORASI)

Yokudzwa kwazvo; Haimbomiswa,

Namatwo yaJa m’Zioni.

Rudzi rwake, “boka guru”

Zvino vofadza She Jehovha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe