RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/96 p. 2
  • Mushumo Wezvokuyamura Kusina Kunaya Mvura

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mushumo Wezvokuyamura Kusina Kunaya Mvura
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
km 1/96 p. 2

Mushumo Wezvokuyamura Kusina Kunaya Mvura

Sosaiti ine chokwadi chokuti muchafara kuziva chakaitwa nokuda kwokuyamura kusina kunaya mvura mukati maSeptember naOctober.

Chibage, bhinzi, mufushwa uye zvokupfeka zvakaparadzirwa kunzvimbo dzinotevera muzvitsama zvakataurwa:

Beitbridge Matani 3

Chipinge Matani 5

Dande Valley Matani 12

Gokwe Matani 7

Gwanda Matani 5

Hurungwe Matani 6

Lupane Matani 3 1/2

Makonde Matani 6

Mberengwa Matani 6

Njerama Ungano Matani 2

Tinoonga zvikuru kwazvo mipiro yenyu yose uye tinoonga zvikuru zvamuri kuita kubatsira hama dzenyu dzinoshayiwa. Tapota rambai muchidaro!—Mabasa 20:35, Zvir. 3:27.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe