RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 64
  • Kutenda Seuko kwaAbrahama

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kutenda Seuko kwaAbrahama
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Akaratidza Kuti Aiva Nekutenda
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Jehovha Akamuti “Shamwari Yangu”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Mwari Anoidza Kutenda kwaAbrahama
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Abrahamu Aiva Ani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 64

Rwiyo 64

Kutenda Seuko kwaAbrahama

(Genesi 22:1-18)

1. Anofara anotsvaka

Kunzwisisa Shoko;

Mwari anoziva zvose,

Mavambo nom’gumo.

Kuti tive netariro,

Navakatendeka

Voita mienzaniso,

Yozadzika zvino.

2. Tarirai Abrahama,

Pamwe naIsaka,

Vari kukwira Moriya;

Oedzwa kutenda.

Mwari akamukumbira

Kupa mwana wake

Sechibairo kuna’She,

Kuri kuda kwaShe.

3. Abrahama akakunda

Nokuteerera

Woita muenzaniso

Worudzikinuro.

Ungada upenyu here?

Uzvininipise

Ivawo saAbrahama

Uchiteerera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe