RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 September p. 2
  • Nei Uchikoshesa Kunamata Kwakachena?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nei Uchikoshesa Kunamata Kwakachena?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • “Uyu Ndiwo Mutemo Wetemberi Yacho”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Kunamata Kwakachena Kunotangazve!
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Taura Mutauro Wakachena Ndokurarama Nokusingaperi!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • “Jehovha Mwari Wako Ndiye Waunofanira Kunamata”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 September p. 2

KURARAMA KWECHIKRISTU

Nei Uchikoshesa Kunamata Kwakachena?

Temberi yakaratidzwa Ezekieri yakasimbisa vaJudha vakanga vakatapwa nekuti yakaita kuti vave nechokwadi chekuti kunamata kwakachena kwaizotangazve. Mumazuva ano ekupedzisira, kunamata kwakachena ‘kwasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,’ uye tiri pakati pevanhu vari kutsigira kunamata ikoko. (Isa 2:2) Unogara uchifunga nezveropafadzo yauinayo yekuziva Jehovha uye yekumushumira here?

MAKOMBORERO ATINOWANA PAKUNAMATA KWAKACHENA:

  • Hama iri kuverenga Bhaibheri

    Zvekudya zvekunamata zvakawanda zvinotipa mhinduro dzemibvunzo yatinayo muupenyu, mazano atinogona kushandisa pakurarama, uye tariro yechokwadi.—Isa 48:17, 18; 65:13; VaR 15:4

  • Hama dzine rudo dziri pasi rese.—Pis 133:1; Joh 13:35

  • Ropafadzo yekushanda pamwe chete naMwari pabasa rekuparidza.—Mab 20:35; 1VaK 3:9

  • “Rugare rwaMwari,” urwo runotipa simba patinenge tiri mumatambudziko.—VaF 4:6, 7

  • Hana yakachena.—2Ti 1:3

  • “Kuva shamwari yepedyo yaJehovha.”—Pis 25:14

Ndinoratidza sei kuti ndinokoshesa kunamata kwechokwadi?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe