September 11-17
EZEKIERI 46-48
Rwiyo 139 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Makomborero Aizowanikwa nevaIsraeri”: (10 min.)
Eze 47:1, 7-12—Nyika yavo yaizokomborerwa (w99 3/1 10 ¶11-12)
Eze 47:13, 14—Mhuri imwe neimwe yaizopiwa nhaka (w99 3/1 10 ¶10)
Eze 48:9, 10—Vanhu vasati vapiwa nhaka, paifanira kutanga pasarudzwa nzvimbo yainzi “mupiro” waJehovha
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Eze 47:1, 8; 48:30, 32-34—Chii chakaita kuti nhapwa dzechiJudha dzizive kuti zvimwe zvaitaurwa naEzekieri nezvetemberi zvine zvazvaireva? (w99 3/1 11 ¶14)
Eze 47:6—Nemhaka yei Ezekieri achinzi “mwanakomana womunhu”? (it-2-E 1001)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Eze 48:13-22
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp17.5—Siya pekuzotangira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp17.5—Ratidza zvaunoita paunodzokera kunoona munhu wawakasiyira magazini iyi uye chimuratidza rimwe bhuku ratinodzidza naro nevanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 34 ¶17—Koka munhu wacho kumusangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (8 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb17 64-65)
Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 17 ¶19-20, bhokisi rakanzi “Zvikoro Zvinodzidzisa Vashumiri voUmambo,” uye bhokisi rekudzokorora rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 49 Nemunyengetero