RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 13
  • Jehovha Akaita Kuti Kutambudzwa Kugume Nekupa Uchapupu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Akaita Kuti Kutambudzwa Kugume Nekupa Uchapupu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Unogona Kutsungirira Kana Vanhu Vachikutambudza
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Kutambudzwa Nokuda Kwokururama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Fara Paunenge Uchitambudzwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Kutsungirira Miedzo Kunoita Kuti Jehovha Arumbidzwe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 13

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Akaita Kuti Kutambudzwa Kugume Nekupa Uchapupu

Kazhinji kacho chinangwa chevanhu vanotitambudza ndechekuti tirege kuita basa rekuparidza. Asi kuramba takavimbika kuna Jehovha kunyange patinenge tichitambudzwa kunoita kuti akudzwe.

ONA VHIDHIYO INONZI KUKURUKURA NAHAMA DMITRIY MIKHAYLOV, WOBVA WAPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Kukurukura Nahama Dmitriy Mikhaylov.’ Dmitriy akasungwa necheni achifamba aine mapurisa maviri.

    Hama Mikhaylov vakatambudzwa sei?

  •  Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi ‘Kukurukura Nahama Dmitriy Mikhaylov.’ Dmitriy achinyora tsamba ari mujeri. Tsamba dzaakatumirwa nemudzimai wake dziri patafura.

    Jehovha akabatsira sei Hama Mikhaylov kuti vatsungirire?

  • Jehovha akaita sei kuti kutambudzwa kwaiitwa Hama Mikhaylov kupe uchapupu kune vamwe vasungwa?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe