Xuanyu Han/Moment via Getty Images
Zviri Mumagazini Ino yeMukai!
Vanhu vari kuita zvinhu zvinogona kuparadza nyika.
Nyika nezvinhu zvipenyu zviri pairi zvichaparara here? Verenga nyaya dziri pasi apa kuti unzwe kuti vanhu vari kukanganisa sei nyika uye kuti pane tariro yekuti icharamba iripo here.
Chii chichaitika kuzvinhu zvinotevera zviri panyika
Mvura yekunwa?
Makungwa?
Masango?
Mhepo?