RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Munyengetero wekukumbira kutungamirirwa uye kuregererwa

        • “Ndidzidzisei makwara enyu” (4)

        • ‘Ushamwari hwepedyo naJehovha’ (14)

        • “Regererai zvivi zvangu zvese” (18)

Pisarema 25:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndinosimudzira mweya wangu.”

Pisarema 25:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 26:3
  • +VaR 10:11
  • +Pis 41:11

Pisarema 25:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 69:6
  • +Pis 31:17

Pisarema 25:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 33:13; Pis 86:11; 143:8
  • +Pis 27:11

Pisarema 25:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 43:3

Pisarema 25:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Zvagara zviripo kubvira kare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6; Isa 55:3
  • +Pis 103:17; 136:1

Pisarema 25:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 6:4; 51:1
  • +Eks 33:19; Pis 27:13

Pisarema 25:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 92:15; 119:68; 145:9; Mab 14:17
  • +Pis 119:33; Isa 30:20; Mik 4:2

Pisarema 25:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mukutongwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zef 2:3
  • +Pis 32:8

Pisarema 25:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 29:1
  • +Pis 19:7

Pisarema 25:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:3; 79:9; 109:21; 143:11; Eze 36:22; Dha 9:19; Mt 6:9

Pisarema 25:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 111:10
  • +Pis 37:23

Pisarema 25:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 31:19
  • +Pis 37:11

Pisarema 25:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:32; Joh 15:15
  • +Ge 18:17; 22:17; Amo 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 8

    Swedera Pedyo naJehovha, pp. 16-17

    Nharireyomurindi,

    2/15/2011, pp. 18-19

    8/1/2005, pp. 24-25

Pisarema 25:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:8
  • +Pis 91:3; 124:6-8

Pisarema 25:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 73:21

Pisarema 25:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 16:12
  • +Pis 32:5; 51:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    12/8/1993, p. 29

Pisarema 25:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:8; 121:7

Pisarema 25:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 41:12
  • +Pis 37:34

Pisarema 25:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “dzikinurai.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 25:2Isa 26:3
Pis. 25:2VaR 10:11
Pis. 25:2Pis 41:11
Pis. 25:3Pis 69:6
Pis. 25:3Pis 31:17
Pis. 25:4Eks 33:13; Pis 86:11; 143:8
Pis. 25:4Pis 27:11
Pis. 25:5Pis 43:3
Pis. 25:6Eks 34:6; Isa 55:3
Pis. 25:6Pis 103:17; 136:1
Pis. 25:7Pis 6:4; 51:1
Pis. 25:7Eks 33:19; Pis 27:13
Pis. 25:8Pis 92:15; 119:68; 145:9; Mab 14:17
Pis. 25:8Pis 119:33; Isa 30:20; Mik 4:2
Pis. 25:9Zef 2:3
Pis. 25:9Pis 32:8
Pis. 25:10Dhe 29:1
Pis. 25:10Pis 19:7
Pis. 25:11Pis 31:3; 79:9; 109:21; 143:11; Eze 36:22; Dha 9:19; Mt 6:9
Pis. 25:12Pis 111:10
Pis. 25:12Pis 37:23
Pis. 25:13Pis 31:19
Pis. 25:13Pis 37:11
Pis. 25:14Zvi 3:32; Joh 15:15
Pis. 25:14Ge 18:17; 22:17; Amo 3:7
Pis. 25:15Pis 141:8
Pis. 25:15Pis 91:3; 124:6-8
Pis. 25:17Pis 73:21
Pis. 25:182Sa 16:12
Pis. 25:18Pis 32:5; 51:9
Pis. 25:20Pis 17:8; 121:7
Pis. 25:21Pis 41:12
Pis. 25:21Pis 37:34
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 25:1-22

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi.

א [Aleph]

25 Ndinotendeukira* kwamuri, haiwa Jehovha.

ב [Beth]

 2 Mwari wangu, ndinovimba nemi;+

Musaita kuti ndinyadziswe.+

Musaita kuti vavengi vangu vafarire nhamo yangu.+

ג [Gimel]

 3 Chokwadi hapana munhu anovimba nemi achanyadziswa,+

Asi vaya vanoita zveutengesi vachanyadziswa.+

ד [Daleth]

 4 Itai kuti ndizive nzira dzenyu, haiwa Jehovha;+

Ndidzidzisei makwara enyu.+

ה [He]

 5 Ndifambisei muchokwadi chenyu mundidzidzise,+

Nekuti muri Mwari wangu weruponeso.

ו [Waw]

Ndakatarisira kwamuri zuva rese.

ז [Zayin]

 6 Yeukai tsitsi dzenyu, haiwa Jehovha, nerudo rwenyu rusingachinji,+

Zvamunogara muchiratidza.*+

ח [Heth]

 7 Musayeuka zvivi zvandakaita ndichiri mudiki uye kudarika kwangu.

Ndiyeukei maererano nerudo rwenyu rusingachinji,+

Nekuda kwekunaka kwenyu, haiwa Jehovha.+

ט [Teth]

 8 Jehovha akanaka uye akarurama.+

Ndokusaka achirayiridza vatadzi nzira yavanofanira kufamba nayo.+

י [Yod]

 9 Achatungamirira vanyoro mune zvakarurama,*+

Uye achadzidzisa vanyoro nzira yake.+

כ [Kaph]

10 Nzira dzese dzaJehovha dzinoratidza kuti ane rudo rusingachinji uye kuti akatendeka

Kune vaya vanochengeta sungano yake+ nezviyeuchidzo zvake.+

ל [Lamed]

11 Nekuda kwezita renyu, haiwa Jehovha,+

Ndiregerereiwo chivi changu, kunyange chakakura.

מ [Mem]

12 Ndiani munhu anotya Jehovha?+

Iye achamurayiridza nezvenzira yaanofanira kusarudza.+

נ [Nun]

13 Zvichamufambira zvakanaka,+

Uye vana vake vachatora nyika yova yavo.+

ס [Samekh]

14 Vaya vanotya Jehovha ndivo vanova shamwari dzake dzepedyo,+

Uye anoita kuti vazive sungano yake.+

ע [Ayin]

15 Maziso angu anoramba akatarisa kuna Jehovha,+

Nekuti achasunungura tsoka dzangu mumambure.+

פ [Pe]

16 Tendeudzirai chiso chenyu kwandiri, mundinzwire nyasha,

Nekuti ndiri ndega uye handina mubatsiri.

צ [Tsade]

17 Matambudziko emwoyo wangu awanda;+

Ndibudiseiwo munhamo dzangu.

ר [Resh]

18 Onai kutambudzika kwangu nekunetseka kwangu,+

Uye regererai zvivi zvangu zvese.+

19 Onai kuwanda kwaita vavengi vangu

Uye hasha dzavari kundiitira vachindivenga.

ש [Shin]

20 Chengetedzai upenyu hwangu* uye ndiponesei.+

Musaita kuti ndinyadziswe nekuti ndakapotera kwamuri.

ת [Taw]

21 Kuperera kwangu kwamuri uye kururama kwangu ngazvindichengetedze,+

Nekuti tariro yangu iri mamuri.+

22 Haiwa Mwari, nunurai* Israeri mukutambudzika kwake kwese.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe