RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 60
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Mwari anokunda vavengi

        • Kuponeswa nevanhu hakubatsiri (11)

        • “Tichapiwa simba naMwari” (12)

Pisarema 60:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:13; 1Mak 18:3

Pisarema 60:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 60:10

Pisarema 60:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 51:17

Pisarema 60:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Makapa.”

Pisarema 60:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:35; 21:8; 108:6; 118:15; Isa 41:10

Pisarema 60:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “munzvimbo yake tsvene.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:6, 7
  • +Jos 13:27, 28; Pis 108:7-9

Pisarema 60:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “inhare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:29-31
  • +Ge 49:10

Pisarema 60:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 24:17; 2Sa 8:2
  • +Nu 24:18; 2Sa 8:14
  • +2Sa 8:1

Pisarema 60:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “rakakomberedzwa nemasvingo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:14; Pis 108:10-13

Pisarema 60:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 1:42; 20:4; Jos 7:12

Pisarema 60:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 62:9; 118:8; 146:3

Pisarema 60:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:32
  • +2Sa 10:12; Pis 44:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 60:mashoko ekusuma2Sa 8:13; 1Mak 18:3
Pis. 60:1Pis 60:10
Pis. 60:3Isa 51:17
Pis. 60:5Pis 18:35; 21:8; 108:6; 118:15; Isa 41:10
Pis. 60:6Ge 12:6, 7
Pis. 60:6Jos 13:27, 28; Pis 108:7-9
Pis. 60:7Jos 13:29-31
Pis. 60:7Ge 49:10
Pis. 60:8Nu 24:17; 2Sa 8:2
Pis. 60:8Nu 24:18; 2Sa 8:14
Pis. 60:82Sa 8:1
Pis. 60:92Sa 8:14; Pis 108:10-13
Pis. 60:10Dhe 1:42; 20:4; Jos 7:12
Pis. 60:11Pis 62:9; 118:8; 146:3
Pis. 60:12Pis 18:32
Pis. 60:122Sa 10:12; Pis 44:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 60:1-12

Mapisarema

Kumutungamiriri; mutinhimira unonzi, “Ruva reChiyeuchidzo.” Miktamu.* Rwiyo rwaDhavhidhi. Rwekudzidzisa. Paakarwa neAramu-naharaimu neAramu-Zobha, uye pakadzoka Joabhi ndokuuraya vaEdhomu 12 000 muBani reMunyu.+

60 Haiwa Mwari, makatiramba; makaparadzira uto redu raitidzivirira.+

Makanga makatitsamwira; asi iye zvino chitigamuchiraizve!

 2 Makaita kuti nyika idengenyeke; makaitsemura.

Gadzirisai mayakatsemuka, nekuti iri kuwa.

 3 Makaita kuti vanhu venyu vatambudzike.

Makaita kuti tinwe waini inoita kuti tidzedzereke.+

 4 Ipai* vaya vanokutyai chiratidzo

Kuti vatize uye vanzvenge uta. (Sera)

 5 Tiponesei neruoko rwenyu rwerudyi uye tipindurei,

Kuti vamunoda vanunurwe.+

 6 Mwari ataura muutsvene hwake* achiti:

“Ndichapembera nemufaro, ndichapa vanhu vangu Shekemu kuti ive nhaka yavo;+

Ndichavayerera Bani reSukoti.+

 7 Giriyedhi ndeyangu, Manase ndeyangu,+

Uye Efremu ingowani* yemusoro wangu;

Judha mudonzvo wangu wemutungamiriri.+

 8 Moabhi mudziyo wangu wekugezera.+

Ndichakanda shangu yangu pamusoro peEdhomu.+

Ndichapemberera ndakunda Firistiya.”+

 9 Ndiani achandiendesa kuguta rakakombwa?*

Ndiani achanditungamirira kusvikira kuEdhomu?+

10 Hamusi imi here, Mwari, uyo akatiramba,

Mwari wedu, uyo asingachaendi nemauto edu?+

11 Tibatsirei mukutambudzika kwedu,

Nekuti kuponeswa nevanhu hakubatsiri.+

12 Tichapiwa simba naMwari,+

Uye achatsika-tsika mhandu dzedu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe