RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Rwiyo rwaSoromoni 1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raRwiyo rwaSoromoni

    • MUSIKANA WEKUSHURAMI ARI MUMUSASA WAMAMBO SOROMONI (1:1–3:5)

        • Rwiyo rwakanaka kukunda dzese (1)

        • Musikana (2-7)

        • Vanasikana veJerusarema (8)

        • Mambo (9-11)

          • “Tichakugadzirira zvishongo zvegoridhe” (11)

        • Musikana (12-14)

          • “Mudiwa wangu akaita sehomwe inonhuhwirira yemura” (13)

        • Mufudzi (15)

          • “Wakanaka, mudiwa wangu”

        • Musikana (16, 17)

          • “Wakanaka, mudiwa wangu” (16)

Rwiyo rwaSoromoni 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 4:29, 32

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2006, p. 17

    “Rugwaro Rwose,” p. 115

Rwiyo rwaSoromoni 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 4:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, pp. 30-31

    11/15/2006, p. 18

    11/15/1987, p. 24

Rwiyo rwaSoromoni 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 27:9; Mup 9:8; Rwi 5:5
  • +Mup 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, pp. 30-31

    11/15/2006, p. 18

    11/15/1987, p. 24

Rwiyo rwaSoromoni 1:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Ndikweve.”

  • *

    Kana kuti “Ngatirondedzerei.”

  • *

    Kureva, vasikana.

Rwiyo rwaSoromoni 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 120:5; Eze 27:21
  • +Eks 36:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2006, p. 18

Rwiyo rwaSoromoni 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2015, p. 32

    Mukai!,

    4/8/1994, pp. 24-25

Rwiyo rwaSoromoni 1:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anodiwa chaizvo nemweya wangu.”

  • *

    Kana kuti “nejira rekuchema.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 6:3

Rwiyo rwaSoromoni 1:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nebhiza rangu gadzi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:28; 2Mak 1:16, 17; Rwi 6:4

Rwiyo rwaSoromoni 1:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “ari pakati pebvudzi rakarukwa.”

Rwiyo rwaSoromoni 1:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvishongo zveraundi.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1987, p. 24

Rwiyo rwaSoromoni 1:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Mafuta angu enadhi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 4:13, 14

Rwiyo rwaSoromoni 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:23, 25; Es 2:12; Pis 45:8; Rwi 4:6; 5:13

Rwiyo rwaSoromoni 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 4:13
  • +Jos 15:20, 62; 1Sa 23:29; 2Mak 20:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1989, p. 17

Rwiyo rwaSoromoni 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 4:1; 5:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2006, p. 18

Rwiyo rwaSoromoni 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Rwi 5:10

Rwiyo rwaSoromoni 1:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “emba yedu yakanaka.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Rwiyo 1:11Mad 4:29, 32
Rwiyo 1:2Rwi 4:10
Rwiyo 1:3Zvi 27:9; Mup 9:8; Rwi 5:5
Rwiyo 1:3Mup 7:1
Rwiyo 1:5Pis 120:5; Eze 27:21
Rwiyo 1:5Eks 36:14
Rwiyo 1:7Rwi 6:3
Rwiyo 1:91Mad 10:28; 2Mak 1:16, 17; Rwi 6:4
Rwiyo 1:12Rwi 4:13, 14
Rwiyo 1:13Eks 30:23, 25; Es 2:12; Pis 45:8; Rwi 4:6; 5:13
Rwiyo 1:14Rwi 4:13
Rwiyo 1:14Jos 15:20, 62; 1Sa 23:29; 2Mak 20:2
Rwiyo 1:15Rwi 4:1; 5:2
Rwiyo 1:16Rwi 5:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Rwiyo rwaSoromoni 1:1-17

Rwiyo rwaSoromoni

1 Rwiyo rwaSoromoni, rwakanaka kukunda dzimwe dzese:+

 2 “Ngaanditsvode nekutsvoda kwemuromo wake,

Nekuti kuratidza kwaunoita rudo rwako kunopfuura waini.+

 3 Kunhuhwirira kwemafuta ako kwakanaka.+

Zita rako rakaita semafuta anonhuhwirira adururwa.+

Ndokusaka vasikana vachikuda.

 4 Nditore* tiende tese; ngatimhanyei.

Mambo andipinza mudzimba dzake dzemukati!

Ngatifarei, tichinakidzwa tese.

Ngatirumbidzei* kuratidza kwaunoita rudo rwako kupfuura zvatinoita waini.

Ndokusaka vachikuda.*

 5 Imi vanasikana veJerusarema, ndiri mutema zvangu, asi ndakanaka,

Sematende eKedhari,+ semachira ematende+ aSoromoni.

 6 Musaramba makanditarisa nekuti ndakasviba,

Nekuti zuva rakandipisa.

Vanakomana vaamai vangu vakanditsamwira;

Vakandiita muchengeti weminda yemizambiringa,

Asi munda wangu wemizambiringa handina kuuchengeta.

 7 Nhai chido chemwoyo wangu,* ndiudze,

Kwaunofudzira makwai ako,+

Kwaunoararisa masikati.

Nei ndichifanira kuita semukadzi akazvifukidza nejira*

Pakati pemakwai evamwe vako?”

 8 “Kana usingazivi, iwe mukadzi akanaka chaizvo kupfuura vamwe vese,

Enda uchitevera mafamba nezvipfuwo,

Ufudzire mbudzana dzako pedyo nematende evafudzi.”

 9 “Iwe mudiwa wangu, ndinokufananidza nebhiza gadzi* riri pangoro dzaFarao.+

10 Matama ako akashongedzwa zvakanaka nezvishongo,*

Mutsipa wako wakashongedzwa nechuma.

11 Tichakugadzirira zvishongo* zvegoridhe

Zvakashongedzwa nesirivha.”

12 “Mambo paanenge akagara patafura yake yeraundi,

Mafuta angu*+ anoramba achibudisa kunhuhwirira kwawo.

13 Mudiwa wangu akaita sehomwe inonhuhwirira yemura+

Ari pakati pemazamu angu usiku hwese.

14 Kwandiri mudiwa wangu akaita sesumbu remaruva ehena+

Riri pakati peminda yemizambiringa yekuEni-gedhi.”+

15 “Chokwadi wakanaka, mudiwa wangu!

Wakazonaka! Maziso ako akafanana neenjiva.”+

16 “Chokwadi wakanaka, mudiwa wangu, uye unofadza!+

Mubhedha wedu uri pakati pemashizha.

17 Mapango emba yedu* misidhari,

Mbariro dzedenga remba mijunipa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe