RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w14 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
w14 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2014

© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

DECEMBER 1-7, 2014

Iva Nokutenda Kwakasimba muUmambo

PEJI 7 • NZIYO: 108, 129

DECEMBER 8-14, 2014

Muchava “Umambo hweVapristi”

PEJI 13 • NZIYO: 98, 102

DECEMBER 15-21, 2014

Koshesa Chikomborero Chako Chokushanda naJehovha!

PEJI 23 • NZIYO: 120, 44

DECEMBER 22-28, 2014

“Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro”

PEJI 28 • NZIYO: 70, 57

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Iva Nokutenda Kwakasimba muUmambo

▪ Muchava “Umambo hweVapristi”

Umambo hwaMesiya ndihwo huri kushandiswa naJehovha pakuzadzikisa chinangwa chaakasikira nyika uye vanhu. Sezvatinokurukura kuti dzimwe sungano dzinotaurwa muBhaibheri dzinobatana sei nehurumende iyi yekudenga, cherechedza zvinhu zvinotibatsira kuti tive nekutenda kusingazununguki muUmambo.

▪ Koshesa Chikomborero Chako Chokushanda naJehovha!

Nyaya ino ichataura nezvevanhu vemazuva ano uye vakararama kare vakashumira Jehovha. Ichadzamisa kukoshesa kwatinoita chikomborero chatiinacho chekushanda naMwari.

▪ “Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro”

Mumazuva ano ekupedzisira, pane zvinhu zvakawanda zvinogona kukanganisa kutenda kwedu. Tinodzidzei pavarume vakatendeka vakararama kare vakadai saAbrahamu naMosesi vakasanganawo nezvinhu zvakadaro? Chidzidzo chino chichatibatsira kutsungirira nekuita kuti pfungwa dzedu dzirambe dziri pana Jehovha Mwari neUmambo hwake.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuTaiwan

18 Zvinhu Zvikuru Zvandaita Mubasa roUmambo

KAVHA: Hanzvadzi mbiri dziri kuparidzira munhu ari kupfuura nemugwagwa mukuru unopfuura nemumusha weTausa, muruwa rweTaita pedyo nemakomo eMbololo

KENYA

VAGARI VEMO

44 250 000

VAPARIDZI

26 060

ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI

43 034

VAKAPINDA CHIRANGARIDZO MUNA 2013

60 166

[Girafu riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe