Zviri Mukati
December 15, 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
FEBRUARY 2-8, 2015
PEJI 6 • NZIYO: 92, 120
FEBRUARY 9-15, 2015
‘Unonzwisisa Zvinorehwa’ neMagwaro Here?
PEJI 11 • NZIYO: 97, 96
FEBRUARY 16-22, 2015
Batana Nevamwe Kuti Uzopona Pachaparadzwa Nyika Ino
PEJI 22 • NZIYO: 107, 29
FEBRUARY 23, 2015–MARCH 1, 2015
PEJI 27 • NZIYO: 89, 135
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ ‘Teerera Unzwisise’
▪ ‘Unonzwisisa Zvinorehwa’ neMagwaro Here?
Tingaita sei kuti tinzwisise zvinorehwa nemifananidzo yaJesu? Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kuongorora mifananidzo minomwe yakashandiswa naJesu. Dzichatibatsirawo kuona kuti tingashandisa sei zvidzidzo zviri mumifananidzo iyi muushumiri hwedu hwechiKristu.
▪ Batana Nevamwe Kuti Uzopona Pachaparadzwa Nyika Ino
▪ Unokoshesa Zvawakapiwa Here?
Vechiduku vakawanda vari munyika vanongofunga zvakavanakira. Nei vaKristu vechiduku vachifanira kubatana nevanhu vaMwari? Nyaya idzi dzinotaura mienzaniso yakanaka neyakaipa iri muBhaibheri ichabatsira vechiduku nevanhu vakura kuti vasarudze zvakanaka.
DZIMWEWO NYAYA
4 Jehovha Anokomborera Vanhu Vane Mwoyo Unoda
17 Unofanira Kuchinja Pfungwa Here?
KAVHA: Vamwe vanhu vanouya paTamarindo Beach pamahombekombe egungwa rePacific kuCosta Rica vanofara pavanodzidza kuti nyika yose ichava paradhiso yaticharima uye tichinakidzwa
COSTA RICA
VAPARIDZI
29 185
MAPIYONA
2 858
Zita raMwari, rokuti Jehovha, rinonzi
Jéoba
mumutauro weBribri uye
Jehová
mumutauro weCabecar
Kune ungano mbiri nemapoka maviri zvemutauro weBribri, uye ungano nhatu nemapoka mana zvemutauro weCabecar. Mitauro iyi iri miviri ndeyokuAmerica