RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/05 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2003
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
km 3/05 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi Mar. 1

“Munofunga kuti nyika yaizova nzvimbo iri nani here kudai munhu wose aishandisa zano iri? [Verenga VaRoma 12:17, 18. Zvadaro rega apindure.] Zvinosuruvarisa kuti kusawirirana kunombovapo. Magazini ino inoratidza kuti kushandisa zano reBhaibheri kungatibatsira sei kugadzirisa makakatanwa tova norugare.”

Awake! Mar. 8

“Gore negore, kudiwa kwesimba remagetsi nemafuta kunoramba kuchiwedzera. Mungafungidzira here zvaizoitika kudai rimwe zuva magetsi nemafuta zvatinoda zvaizopera? [Rega apindure.] Magazini ino inotaura nezvokufambira mberi kwakaitwa kuti vanhu vawane simba remagetsi nemafuta zvakachena. Inotaurawo nezveAnopa simba rose.” Verenga Isaya 40:26.

Nharireyomurindi Mar. 15

“Pasi pose vanhu vanorumbidza kudzidzisa kwaJesu. [Verenga mashoko ari papeji 3, ndima 1.] Asi munofunga kuti kudzidzisa ikoko, somuenzaniso unowanikwa murugwaro urwu, kunobatsira here nhasi? [Verenga Mateu 5:21, 22a. Zvadaro rega apindure.] Magazini ino inotaura zvakadzidziswa naJesu uye kubatsirwa kwatingaitwa nazvo.”

Awake! Mar. 22

“Vanhu vakawanda vanofarira makomo nemhaka yokunaka kwawo, asi maimboziva here kuti anotsigira upenyu pasi pano? [Rega apindure.] Magazini ino inotaura chikonzero nei tichida makomo uye zviri kuitika kwaari nhasi. Inotaurawo kuti Musiki achachengetedza sei aya makomo anokosha.” Verenga Pisarema 95:4.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe