RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/10 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 10
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 10
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
km 5/10 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaMay 10

VHIKI INOTANGA NAMAY 10

Rwiyo 131

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cf-CA chits. 4 ¶11-18

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 4-8

Nha. 1: 2 Samueri 6:1-13

Nha. 2: Chii Chatinoziva Nezvezuva raValentine, Zuva Rokukudza Vanaamai, Nemhemberero Dzezvematongerwo Enyika? (rs-CA p. 221 ¶1-6)

Nha. 3: Chinoita Kuti Kukara Kuve Kunamata Zvidhori (VaEf. 5:5)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 25

5 min: Zviziviso.

10 min: Ipa Vaya Vari Mundima Yenyu Ruyamuro Runobatsira. Kukurukurirana nevateereri mashoko ari mubhuku reChikoro Choushumiri, papeji 188, ndima 4, kusvika kunoperera peji 189. Bvunzai mumwe munhu akabatsirwa kufambira mberi pamusana pokufarirwa kwaakaitwa nevamwe.

10 min: Imba yoUmambo Yakachena Inokudza Jehovha. Hurukuro inopiwa nemukuru. Jehovha ndiMwari mutsvene, saka vanhu vaMwari vanokoshesa kushambidzika uye kuchengeta zvinhu zvakachena. (Eks. 30:17-21; 40:30-32) Kana tikachengeta nzvimbo yedu yokunamatira yakachena uye tichiitarisira, tinoita kuti Jehovha akudzwe. (1 Pet. 2:12) Bvunzai hama inoronga mabasa okuchenesa uye kugadziridza Imba yoUmambo nezveurongwa huripo. Rondedzerai zvakaitika zvemunzvimbo yenyu kana zvakabudiswa mumabhuku edu zvinoratidza kuti kutaridzika zvakanaka kweImba yoUmambo kwakapa sei uchapupu munharaunda. Kurudzirai vose kuti vabatsire pakutarisira Imba yoUmambo.

10 min: “Aya Mashoko Akanaka oUmambo Achaparidzwa!” Kukurukurirana nemibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 118

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe