RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/11 p. 8
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 1/11 p. 8

Zvokutaura Maererano Nemagazini

Nharireyomurindi January 1

Verenga Genesisi 2:16, 17. Wobva wati: “Vamwe vanhu vanoti Mwari aiziva nechekare kuti Adhamu aizoita chivi. Vamwe vanofunga kuti kudai Mwari aiziva nechekare kuti zvii zvaizoitika, kunyevera kwaakaita kwaizova unyengeri. Munofungei? [Murege apindure.] Nyaya ino inotangira papeji 13 inotsanangura kuti Mwari anoshandisa sei kukwanisa kwake kuziva zvomunguva yemberi.”

Awake! January

“Vamwe vanhu vanodavira kuti kutenda kunonyanya kubva pamanzwiro emunhu kupfuura pazvikonzero zvine musoro. Munofungei? [Murege apindure.] Maererano nezvinotaurwa neBhaibheri, kutenda mune zvechitendero hakufaniri kungovapo pasina zvikonzero zvinogutsa. [Verenga 1 Johani 4:1.] Nyaya inotangira papeji 28 inotsanangura kuti tingava sei nechokwadi kuti kutenda kwedu kunobva pazvikonzero zvakasimba.”

Nharireyomurindi February 1

“Vanhu vakawanda vava kungorambana mazuva ano. Munofunga kuti chii chiri kunyanya kukonzera kuti vanhu varambane? [Murege apindure.] Onai zano iri rakaonekwa kuti rinobatsira nevanhu vakawanda vakaroorana. [Verenga 1 VaKorinde 10:24.] Magazini ino inokurukura zvichemo zvitanhatu zvinowanzopiwa nevakaroorana uye inoratidza kuti kushandisa mazano eBhaibheri kungabatsira sei.”

Awake! February

“Zvinoita sokuti vanhu vakawanda vari kuwedzera kufarira zvinhu zvine chokuita nemavampire kana zvipoko nevaroyi. Munofunga kuti kuita zvemidzimu hakukuvadzi here? [Murege apindure.] Onai nyevero iyi yakapiwa naMwari kuvaIsraeri vekare. [Verenga Dheuteronomio 18:10-12.] Magazini ino inoratidza zvinotaurwa neBhaibheri panyaya yokuita zvemidzimu.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe