Purogiramu Yevhiki yaFebruary 28
VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 28
Rwiyo 5 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 18 ¶10-18 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Esteri 1-5 (10 min.)
Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Mashoko Ako Ngaave Anokurudzira. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, peji 202. Enzanisirai mazano ari mundima yekupedzisira muchishandisa zvichagoverwa mumwedzi unotevera.
10 min: Batsirwa neKuongorora Magwaro Zuva Nezuva. Kukurukurirana kubva pamashoko okutanga ebhuku rinonzi Kuongorora Magwaro—2011. Kurudzirai vose kuti vaongorore magwaro zuva nezuva. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakaronga sei kuti vave nenguva yokuita rugwaro rwezuva uye kuti vakabatsirwa sei. Kurukurai nezverugwaro rwegore ra2011. Kurukurai nyaya inoti, “Rugwaro Rwezuva Haruchafaniri Kukurukurwa Pamusangano Webasa Romumunda.”
10 min: Gadzirira Kugovera Magazini Muna March. Kukurukurirana. Taurai kweminiti imwe kana maviri zviri mumagazini acho. Madaro, sarudzai nyaya mbiri kana nhatu uye kumbirai vateereri kuti vataure mibvunzo nemagwaro zvingashandiswa mumharidzo. Enzanisirai kugoverwa kungaitwa magazini imwe neimwe.
Rwiyo 33 Nemunyengetero