Purogiramu Yevhiki yaMarch 7
VHIKI INOTANGA NAMARCH 7
Rwiyo 102 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cf-CA chits. 18 ¶19-23, bhokisi riri pap. 191 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Esteri 6-10 (10 min.)
Nha. 1: Esteri 7:1-10 (4 min. kana asingasviki)
Nha. 2: Jesu Zvaanonamatwa Zvinoreva Here Kuti Iye ndiMwari?—rs-CA p. 99 ¶1-3 (5 min.)
Nha. 3: Nei Jesu Ari Mumiririri Mukuru Uye Mukwanisi Wokutenda Kwedu?—VaH. 12:2 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
5 min: Zviziviso.
10 min: Dzidzisa Uchiita Zvokunyengetedza. Hurukuro inobva mubhuku reChikoro Choushumiri mapeji 255-257. Ivai nomuenzaniso mupfupi mumwe kana kuti miviri kubva pane zviri mubhuku.
10 min: Shandisai Maturakiti Zvakanaka. Kukurukurirana. Taurai nezvematurakiti amuinawo muungano yenyu. Kurukurai kuti ndirini paangashandiswa uye zvaakanakira. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti vari kukwanisa sei kushandisa maturakiti zvakanaka. Ivai nomuenzaniso mumwe kana kuti miviri.
10 min: Zvomuungano yenyu.
Rwiyo 35 Nemunyengetero