Purogiramu Yevhiki yaAugust 1
VHIKI INOTANGA NAAUGUST 1
Rwiyo 31 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt-CA chits. 7 ¶9-13, bhokisi riri pap. 56 (25 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Mapisarema 87-91 (10 min.)
Nha. 1: Pisarema 89:26-52 (4 min. kana asingasviki)
Nha. 2: Zvikonzero Zvinoita Kuti Vashumiri vaJehovha Vakatendeka Vafare (5 min.)
Nha. 3: Umambo hwaMwari Huchapedza Hondo Uye Uori—rs-CA p. 351 ¶2-5 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Zviziviso. Muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji ino, enzanisirai kutanga kwamungaita kudzidza nemunhu Bhaibheri paMugovera wokutanga muna August. Kurudzirai vose kuti vaitewo basa rokutanga kutsvaga zvidzidzo.
15 min: Shandisa Mifananidzo Inodzidzisa. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 240-243. Kumbirai vateereri kuti vataure mifananidzo mipfupi yavakashandisa zvinobudirira pavaikurukura nasaimba kana kuti nemudzidzi weBhaibheri.
10 min: Zvomuungano yenyu.
Rwiyo 129 Nemunyengetero