RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/11 p. 8
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 10/11 p. 8

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna November

“Munofunga kuti vanhu vanoedza kuteerera Mwari vanofara here? [Rega apindure.] Pane zvinonakidza zviri munyaya ino.” Ipa saimba Nharireyomurindi yaNovember 1, uye verengai pamwe chete mokurukura mubvunzo mumwe chete pane iri papeji 16 ne17. Verenga runenge rugwaro rumwe chete. Govera magazini acho ari maviri, moronga kuzodzoka kuti muzokurukura mhinduro yemubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi November 1

“Vamwe vanofunga kuti zvinotaurwa neBhaibheri nezvebonde hazvifambirani nenguva uye zvinoomesera vanhu. Asi vamwe vanobvumirana nezvarinotaura. Imi munofungei? [Rega apindure.] Ona kuti mitemo iri muBhaibheri inobva kunaani. [Verenga 2 Timoti 3:16.] Magazini ino inoratidza kuti Bhaibheri rinopindura sei mibvunzo gumi inowanzobvunzwa nezvebonde. Inotsanangurawo chazvakanakira kuteerera zvinotaurwa neBhaibheri.”

Awake! November

“Patinofunga nezvezvinhu zviri pano pasi nezviri kumatenga, munofunga kuti pane akazvisika here kana kuti zvakangoerekana zvavapo? [Rega apindure.] Onai zvimwe zvakataurwa nemumwe munyori weBhaibheri paakaongorora zvinhu izvi. [Verenga VaRoma 1:20.] Magazini ino inotsanangura zvakaonekwa nevesayenzi nezvesero remunhu izvo zvinotibatsira kuti tinzwisise nyaya iyi.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe