RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/12 p. 8
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 10/12 p. 8

Mharidzo Dzokuenzanisira

Kutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Mugovera Wokutanga Muna November

“Vakawanda vedu tinoda hurumende yakanaka. Asi munofunga kuti ihurumende yakaita sei ichagona kupedza matambudziko evanhu? [Rega apindure.] Onai zvinotaurwa pano.” Ipa saimba Nharireyomurindi yaNovember 1, mokurukura mose zviri pasi pekamusoro kokutanga kari papeji 16 moverenga rugwaro rwunenge rwumwe chete. Govera magazini acho, uye ronga kuzodzoka kuzokurukura mubvunzo unotevera.

Nharireyomurindi November 1

“Tinoda kunzwawo pfungwa dzenyu. Dai maizokwanisa kubvunza Mwari mubvunzo mumwe chete, maizobvunzei? [Rega apindure.] Jesu akataura kuti zvakanaka kuti titsvake mhinduro dzemibvunzo yemwoyo wose yatinenge tiinayo. [Verenga Mateu 7:7.] Magazini ino inopa mhinduro dzemuBhaibheri nezvemibvunzo iyi mitatu inokosha.” Ratidza saimba mibvunzo iri nechepasi papeji  3.

Awake! November

“Nhasi tiri kutaura nevanhu vose pamusoro pezviri kuitika mumhuri. Mhuri dzinenge dziine mubereki mumwe chete dzawanda. Munofunga kuti matambudziko avanosangana nawo akawanda here kudarika emhuri dzine vabereki vose? [Rega apindure.] Vabereki vakawanda vakawana mazano anobatsira kubva muBhaibheri. [Verenga 2 Timoti 3:16.] Magazini ino inoratidza mamwe mazano angabatsira vabereki vari kurera vana vari voga.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe