RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/11 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 21
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 21
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
km 11/11 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaNovember 21

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 21

Rwiyo 53 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

bt-CA chits. 13 ¶1-7, mabhokisi ari pamap. 100, 103 (25 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Muparidzi 7-12 (10 min.)

Nha. 1: Muparidzi 9:13–10:11 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Rudo Haruna Godo—1 VaK. 3:4 (5 min.)

Nha. 3: Chiratidzo Chemazuva Okupedzisira Chinoitei pavaKristu Vechokwadi?—rs-CA p. 226 ¶1-2 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 83

10 min: Zviziviso. Bhokisi Remibvunzo. Hurukuro.

15 min: Vakatambudzirwa Kuparidza. (Ruka 21:12, 13) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2011 reChirungu peji 153, ndima  1; peji 179, ndima 1-2; uye peji 203, ndima 2, kusvika panoperera peji 204. Kumbirai vateereri kuti vataure zvavanenge vadzidza.

10 min: Zvichagoverwa Muna December. Kukurukurirana. Taurai zvimwe zviri mumabhuku achagoverwa, uye itai kuti mharidzo imwe kana kuti mbiri dzienzanisirwe.

Rwiyo 35 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe