Purogiramu Yevhiki yaSeptember 10
VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 10
Rwiyo 23 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt chits. 26 ¶9-15, bhokisi riri pap. 208 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Ezekieri 42-45 (10 min.)
Nha. 1: Ezekieri 43:13-27 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Nei Zita Rokuti Jehovha Richishandiswa muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro echiKristu echiGiriki?—rs p. 342 ¶2-4 (5 min.)
Nha. 3: Zvii Zvatinofanira Kuita Kuti Tigamuchire Mudzimu Mutsvene? (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Kudzidza Uri Woga Kunoita Kuti Uve Mushumiri Akasimba Pakunamata. Kukurukurirana kubva mubhuku reChikoro Choushumiri, mapeji 27-32.
10 min: Chero Chombo Chichagadzirirwa Kukurwisa Hachizobudiriri. (Isa. 54:17) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2012, peji 125, ndima 2 kusvika kupeji 126 ndima 3, uye peji 181 ndima 3. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
10 min: “Shandisa Mharidzo Inobudirira.” Mibvunzo nemhinduro.
Rwiyo 44 Nemunyengetero