Purogiramu Yevhiki yaOctober 8
VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 8
Rwiyo 75 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
bt chits. 27 ¶19-26, mabhokisi ari pap. 212, 214, 217 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Dhanieri 7-9 (10 min.)
Nha. 1: Dhanieri 7:13-22 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Bhaibheri Rinoratidza Here Kuti vaKristu Vechokwadi Vaizova Vanhu Vakarongeka?—rs p. 332 ¶2–p. 333 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: Jehovha Akavimbika Munzira Dzipi?—Zvak. 15:4; 16:5 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
10 min: Kana Mumwe Munhu Akati, ‘Ndakabatikana.’ Kukurukurirana kubva mubhuku raKukurukurirana, peji 19, ndima 4, kusvika papeji 20, ndima 2. Kurukurai dzimwe mhinduro dzakanyorwa uyewo dzimwe dzave dzichishandiswa zvinobudirira mundima yenyu. Ivai nemienzaniso mipfupi miviri.
10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti paverengwe Mateu 21:12-16 uye Ruka 21:1-4. Kurukurai zvidzidzo zviri munyaya dzacho.
10 min: “Ungaita Ushumiri Hwemanheru Here?” Mibvunzo nemhinduro. Pamunenge mava kukurukura ndima 2, kumbirai vateereri kuti vatsanangure zvakaitika zvinofadza pavaiita ushumiri hwemanheru.
Rwiyo 92 Nemunyengetero