RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/12 p. 7
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 31
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 31
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
km 12/12 p. 7

Purogiramu Yevhiki yaDecember 31

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 31

Rwiyo 60 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 3 ¶7-12 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Maraki 1-4 (10 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 72

10 min: “Nyaya Itsva Ichange Yava Kubuda muNharireyomurindi.” Hurukuro. Shandisai mharidzo yokuenzanisira iri papeji 8, kuenzanisira kuti chidzidzo cheBhaibheri chingatangwa sei pachishandiswa magazini Mugovera wokutanga muna January.

10 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Ruka 10:38-42 iverengwe. Kurukurai kuti nyaya iyi ingatibatsira sei muushumiri hwedu.

10 min: Mabhuku Achagoverwa Muna January naFebruary. Kukurukurirana. Taurai zviri mumabhuku achagoverwa uye itai kuti mharidzo mbiri dzienzanisirwe.

Rwiyo 134 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe