RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 9/13 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaSeptember 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 9/13 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaSeptember 9

VHIKI INOTANGA NASEPTEMBER 9

Rwiyo 62 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 14 ¶1-7 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 VaKorinde 10-16 (10 min.)

Nha. 1: 1 VaKorinde 14:7-25 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Munhu Ane Zvivi Angaita Sei ‘Kuti Anzwirwe Nyasha naJehovha’?​—2 Mak. 33:12, 13; Isa. 55:6, 7 (5 min.)

Nha. 3: Sei Nyaya Iri Pana Johani 9:1, 2 Isingatsigiri Dzidziso Yokutama-tama Kwemweya?​—rs p. 169 ¶3–p. 170 ¶4 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 89

10 min: Vechiduku—Muchaitei Noupenyu Hwenyu?​—Chikamu 1. Hurukuro inobva mundima 1-9 dzeturakiti rinonzi Vechiduku​—Muchaitei Noupenyu Hwenyu? Rumbidza neushamwari vechiduku vari kuisa Umambo pakutanga.

10 min: Kutaura Zvakaitika Muchishandisa Bhurocha raMashoko Akanaka. Kukurukurirana. Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvinokurudzira zvavakasangana nazvo pavaishandisa bhurocha raMashoko Akanaka pakutanga zvidzidzo zveBhaibheri. Ivai nemuenzaniso unoratidza kuti bhurocha racho ringashandiswa sei pakushanyirazve munhu akagoverwa magazini.​—Onai peji 7 muUshumiri Hwedu hwoUmambo hwaMarch 2013.

10 min: “Tevedzerai Vaprofita​—Amosi.” Mibvunzo nemhinduro.

Rwiyo 96 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe