Purogiramu Yevhiki yaOctober 14
VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 14
Rwiyo 32 Nemunyengetero
□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
jr chits. 15 ¶7-12 (30 min.)
□ Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: VaFiripi 1-4–VaKorose 1-4 (10 min.)
Nha. 1: VaFiripi 3:17–4:9 (Maminitsi 4 zvichidzika)
Nha. 2: Zvakanaka Here Kuti Munhu Asiye Chitendero Chevabereki Vake?—rs p. 53 ¶1-3 (5 min.)
Nha. 3: Kunyengetera Kunogona Sei Kutibatsira Kukunda Miedzo?—Ruka 11:9-13; Jak. 1:5 (5 min.)
□ Musangano Webasa:
15 min: Kubatana Kwedu Munyika Dzose Kunokudza Jehovha. Hurukuro inobva mubhuku raTakarongwa peji 165, ndima 2 kusvika pakamusoro kari papeji 168. Itai kuti vamwe vari muvateereri vataure zvakaitika zvakabudiswa mumabhuku edu zvinoratidza kuti kubatana uye rudo rweZvapupu zvaJehovha zvakaguma sei nokupupurira vamwe.
15 min: “Turakiti raMashoko oUmambo Nhamba 38 Richagoverwa Muna December!” Mibvunzo nemhinduro. Ipai vateereri vose turakiti raMashoko oUmambo Nhamba 38. Kumbirai mutariri webasa kuti ataure nezveurongwa hweungano yenyu hwokuti ipedze ndima yose.
Rwiyo 53 Nemunyengetero