RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 10/13 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaOctober 21
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 21
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
km 10/13 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaOctober 21

VHIKI INOTANGA NAOCTOBER 21

Rwiyo 33 Nemunyengetero

□ Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

jr chits. 15 ¶13-20 (30 min.)

□ Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 VaTesaronika 1-5–2 VaTesaronika 1-3 (10 min.)

Nha. 1: 1 VaTesaronika 2:9-20 (Maminitsi 4 zvichidzika)

Nha. 2: Tingadzidzei Kubva Pane Zvakanaka Uye Zvakaipa Zvakaitwa naSoromoni?—VaR. 15:4 (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri Rinotii Nezvekubatana Mukutenda Nezvimwe Zvitendero?—rs p. 54 ¶1–p. 55 ¶1 (5 min.)

□ Musangano Webasa:

Rwiyo 125

15 min: Tinodzidzei? Kukurukurirana. Itai kuti Magwaro aya averengwe: Mako 1:40-42, Mako 7:32-35, uye Ruka 8:43-48. Kurukurai kuti nyaya idzi dzingatibatsira sei muushumiri.

15 min: “Shandisa Nzvimbo Yedu yepaIndaneti Pakudzidzisa Vana Vako.” Mibvunzo nemhinduro. Pakukurukura ndima 3, tsanangurai kuti “Mirayiridzo Inoshandiswa Nevabereki” inowanikwa papi uye taurai zviri mune mumwe wemirayiridzo yacho. Pakukurukura ndima 4, kumbirai vateereri kuti vataure kuti vakashandisa sei zvakanaka nzvimbo yedu yepaIndaneti pakunamata kwavo kwemhuri.

Rwiyo 88 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe